KwaunobvaDuramazwiFfunda [-pfunda]

Duramazwi

funda [-pfunda]

Zvinoreva

Kufunda chokunwa kana kuti chokudya mumukanwa kuchichengetamo usingamedzi kana kutsenga.

1

Kufunda chokunwa kana kuti chokudya mumukanwa kuchichengetamo usingamedzi kana kutsenga.

Hazvigoneki kuti munhu utaure wakafunda zimusuva resadza.

2

Kufunda kusunga tambo kana gavi uchiriita chishwe kana chibundu.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fundaidza

Kufundaidza kutakudza munhu zvakawanda, zvinorema.

Verenga

Swipe for the next word