Kwaunobva

dzidza

chiito
Zvinoreva
  1. 1

    Kana uchidzidza unenge uchitswa muduri rimwe chete nemumwe panguva imwe cheteyo.

  2. 2

    Kutsvaka ruzivo kana kufundira kuita chinhu.

    Baba vavo vakatengesa zvipfuyo zvese nemombe kuti vagoenda Dhorobha kuno dzidza.

  3. 3

    Kudzidza kutsvaga kunzwisisa zvinhu zvausina ruzivo rwakawanda nazvo.

    Taedza kuongorora zvinonetsa vana pakudzidza ChiShona, uye kutarisa zvingaitwe kuti ChiShona chiendeke.

  4. 4

    Kudzidza kutsvaga zivo nenzira dzakasiyana-siyana.

  5. 5

    Kana munhu achinzi akadzidza anenge akasvika mberi mberi nechikoro, uye akaverenga mabhuku apamusoro.

  6. 6

    Kudzidza bhasikoro kana mota kutaridzwa mafambisirwo azvo.

  7. 7

    Kana wadzidza unenge wavhurika meso nezvaunenge waitirwa zvinokurwadza uye usingafungiri.

    Iyezvino chero vakazoda kundipa chero chii zvacho handichazogamuchire nekuti ndadzidza.

Mazwi akafanana

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary