KwaunobvaDuramazwiDdzidzana

Duramazwi

dzidzana

-jijana

Zvinoreva

Kudzidzana kutswa kunoita vanhu vaviri kana kupfuura panguva imweyo, vachiita majana okuisa mutswi muduri rimwe chete.

1

Kana vanhu vachidzidzana vanenge vachiita chinhu chimwe chete vari vaviri panguva imwe chete.

2

Zvakafanana

-jijana

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzidzimura

Kudzidzimura kuita kuti munhu anga amboziya, kana kuti asisazivi zviri kuitika, amuke.

Verenga

Swipe for the next word