KwaunobvaDuramazwiDdzidzira

Duramazwi

dzidzira

specialize

-fundira-tirena

Zvinoreva

Kana munhu achidzidzira kuita chimwe chinhu anenge achishanda nesimba kuti agone kuchiita.

1

Kana munhu achidzidzira kuita chimwe chinhu anenge achishanda nesimba kuti agone kuchiita.

Rakanyanyawo kunakira munhu anozvidzidzira ari oga.

2

Kana munhu achidzidzira kuita rimwe basa anenge ari pakosi.

Ndai ari kudzidzira kuita chiremba.

Tino ari kudziidzira kutyaira motokari.

Zvakafanana

-fundira · -tirena

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word