KwaunobvaDuramazwiDdzidzisa

Duramazwi · chiito

dzidzisa

educate · teach

Zvinoreva

Kudzidzisa kupa ruzivo kana kubetsera munhu kuti awane ruzivo mune chimwe chidzi-

1

Kudzidzisa kupa ruzivo kana kubetsera munhu kuti awane ruzivo mune chimwe chidzi-

Chokwadi BaTakue vainge vodzidzisa mwana hutsotsi husina basa.

Pabasa ndaive bhiza chairo and mai vangu vaive vakatogona kundidzidzisa iro nekuti kutaura chokwadi vasisipo kudai ndaizotambudzika.

Vatete vaibatsira chose mukudzidzisa vazukurusikana mabasa anotarisirwa pavari.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word