KwaunobvaDuramazwiDdzidzo

Duramazwi · zita

dzidzo

education · educational · schooling

Zvinoreva

Dzidzo ruzivo runowanikwa neanenge achitsvaka mamiriro namafambiro ezvinhu-zvinowanikwa muupenyu. Mazuva ano vanhu vanoenda kuzvikoro kunotsvaka dzidzo ingavabatsira kuti vawane mabasa.

1

Dzidzo ruzivo runowanikwa neanenge achitsvaka mamiriro namafambiro ezvinhu-zvinowanikwa muupenyu. Mazuva ano vanhu vanoenda kuzvikoro kunotsvaka dzidzo ingavabatsira kuti vawane mabasa.

Zvino dzidzo yedu ingabudirire sei pakadai?

Vakadzi vakashandisa dzidzo sechombo chekuti vagone kubuda muudzvanyiriri hwevanhurume.

Dzidzo ruzivo runowanikwa nokuenda kuchikoro.

2

Dzidzo ruzivo runowanikwa nokuenda kuchikoro.

Zvakafanana

fundo

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzidzo yebhaibheri

theology

Verenga

Swipe for the next word