KwaunobvaDuramazwiCchikoro

Duramazwi · zita

chikoro

academy · graduating · school

Zvinoreva

Chikoro inzvimbo kana kuti imba yokudzidzira.

1

Chikoro inzvimbo kana kuti imba yokudzidzira.

Tadiwa ainge orangarira mashoko aTanaka ekuti haaizochipedza chikoro.

Hameno kuti aive nechivimbo chekuti achachipedza here chikoro?.

Batakue vainge vasina kana chinhu nguvaiyoyo vasina chikoro.

2

Chikoro inzvimbo ine dzimba dzokudzidzira.

3

Kana munhu achinzi ane chikoro anenge akadzidza chaizvo.

4

Kana munhu achinzi adzidza chikoro, anenge aona dambudziko ri-

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikorobho

nobva pakukanganisa kwake.

Verenga

Swipe for the next word