KwaunobvaDuramazwiCchikorobho

Zvinoreva

nobva pakukanganisa kwake.

Chikorobho chijira chinowanzoshandiswa kupukutisa uriri hwemba.

1

nobva pakukanganisa kwake.

Kubva zvavatanga kunwa doro, Mai Jongwe chava chikorobho chaicho.

Kana vanhu vachiti munhu ava chikorobho vanenge vachireva kuti haachayemuriki.

Chikorobho chijira chinowanzoshandiswa kupukutisa uriri hwemba.

2

3

Kana vanhu vachiti munhu ava chikorobho vanenge vachireva kuti haachayemuriki.

Kubva zvavatanga kunwa doro, Mai Jongwe chava chikorobho chaicho.

Zvakafanana

chidzidzo · chidhende · chipukutiso

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word