Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chidhende chibandi chehembe kana chejira chabvauka chinenge chisisina basa.
1
Chidhende chibandi chehembe kana chejira chabvauka chinenge chisisina basa.
Chidhende chibandi chehembe kana chejira chabvauka chinenge chisisina basa.
Kana munhu achishaina mumba anenge achikwiza pasi nechidhende kana chimwe chinhu, kuti kobhura yacho ibatire uye mugobwinya.
2
Chikorobho.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chidhenishi
Chidhenishi chibhanzi chine zasi kwakatetepa nekumusoro kwakapamhama uye chinoiswa kirimu pamusoro.
VerengaSwipe for the next word