KwaunobvaDuramazwiCchidhanangare

Zvinoreva

Chidhanangare chigadzirwa chinosukirwa nekuyanikirwa ndiro nemimwewo midziyo yekubikira.

1

Chidhanangare chigadzirwa chinosukirwa nekuyanikirwa ndiro nemimwewo midziyo yekubikira.

Chidhanangare chigadzirwa chinosukirwa nekuyanikirwa ndiro nemimwewo midziyo yekubikira.

Dara chivakwa chinenge chidhanangare chikuru chinoiswa magwere akafururwa paamusoro pacho.

Zvakafanana

chisukiro · dara · rujada · chitangara · ngarani · jamira

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chidhauro

Chidhauro munhu anorova zvakanyanya zvokukuvadza.

Verenga

Swipe for the next word