KwaunobvaDuramazwiCchidhakwa

Zvinoreva

Chidhakwa munhu anenge achigara akanwa doro nguva zhinji, achiraradza.

1

Chidhakwa munhu anenge achigara akanwa doro nguva zhinji, achiraradza.

Kuti debva kuwira pasi. Chidhakwa chakagumburwa chikati debva mumadhaka.

Chidhakwa munhu anenge achigara akanwa doro nguva zhinji, achiraradza.

Kuti dedede kudonha nemusana zvekusara munhu akatarisa mudenga. Chidhakwa chakadonha negotsi ndiye dedede.

Zvakafanana

chiradza · mumhamba · dhakwa

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chidhambakura

Urwu rudzi rwedzvinyu rinowanikwa pamatombo, rine musoro mutsvuku kana wakasvibira.

Verenga

Swipe for the next word