KwaunobvaDuramazwiDdhakwa

Duramazwi · zita

dhakwa

intoxicated · drunk · be drunk

-korwa-tywarika

Zvinoreva

Chidhakwa.

Kudhakwa kunzwa kakuvhiringidzika mupfungwa nokuda kwekuti munhu anenge anwa doro.

1

Chidhakwa.

Vakaziva kuti kana aizobuda chete aigona kuzotiza zvikadhakwa.

Zanovaviri: (Vanopinda vachiimba zvinoratidza kuti vakadhakwa) Gogogo Chirandu.

Somunhu akanga arara akadhakwa VaMusakanda vakatomuka zuva rati vhuu kukwira.

2

Kudhakwa kunzwa kakuvhiringidzika mupfungwa nokuda kwekuti munhu anenge anwa doro.

Vakaziva kuti kana aizobuda chete aigona kuzotiza zvikadhakwa.

Somunhu akanga arara akadhakwa VaMusakanda vakatomuka zuva rati vhuu kukwira.

Somunhu akanga arara akadhakwa VaMusakanda vakatomuka zuva rati------------- kukwira.

Zvakafanana

-korwa · -tywarika

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhakwana

Dhakwana rudzi rwembeva huru inogona kufamba ichitsvaka zvokudya masikati.

Verenga

Swipe for the next word