KwaunobvaDuramazwiDdhakisa

Duramazwi

dhakisa

Zvinoreva

Kudhakisa munhu kumutengera doro kusvika agutsikana kuti raanwa rakwana.

1

Kana chinwiwa chichidhakisa chinenge chichikora munhu, ovhiringika pfungwa.

Dupa-dupa muti une mudzi unoshandiswa kudhakisa hove mudziva. Mudziva mukakandwa dupadupa, hove dzinobatwa namaoko.

2

Kana chinwiwa chichidhakisa chinenge chichikora munhu, ovhiringika pfungwa.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word