KwaunobvaDuramazwiDdhamba

Duramazwi · zita

dhamba

Zvinoreva

Dhamba imhuka yakapingudzwa, isisina hasha dzakawanda.

Kuregedzeka kana kuneta.

1

Dhamba imhuka yakapingudzwa, isisina hasha dzakawanda.

Akupa dhamba (rengavi) ndowako.

Dhamba imhuka yakapingudzwa, isisina hasha dzakawanda.

Dhamba munhu aimbove nehasha dzakawanda asi anenge adzikama nekuti akapihwa mupfuhwira kana kuitirwa zvimwewo.

2

Dhamba munhu aimbove nehasha dzakawanda asi anenge adzikama nekuti akapihwa mupfuhwira kana kuitirwa zvimwewo.

3

Kuregedzeka kana kuneta.

Akupa dhamba (rengavi) ndowako.

Dhamba imhuka yakapingudzwa, isisina hasha dzakawanda.

Kana bhurugwa rakadhamba rarengenduka rinenge risisina kubatira muchiuno.

4

Kudhamba kuregedzeka kana kupera simba kunoita chiro kana chasakara. Juzi rake ranga *radhamba*, zvokuti ranga rareba kusvika mumabvi.

5

Kana chipfuyo chakaita semombe kana hachi chichinzi chadhamba, chinenge chave kubvuma kushandiswa navanhu.

6

Kudhamba kubvuma kana kushaya hanya nezvimwe zvinhu zvawakanga asingambodi kuita kana kunzwa. Zvaforomani zvokuti handidi kuona munhu anozorora, achadhamba akazvikanda pasi.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhambakura

Dhambakura idzvinyu risinganyanyi kureba, rine dumbu rakakura kupfuura muviri, rine musoro mukuru, une ruvara rwakasiyana nomuviri uye unogara wakasimuka mudenga chero chisingafambi. Vanhu vanoti kana ukaimbira dhambakura zvinonakidza, rinogona.

Verenga

Swipe for the next word