Duramazwi
pingudza
tame
Duramazwi
tame
Kana uchipingudza mombe unenge uchiidzidzisa kubopwa kusvikira yapfava, yazvijaira.
Kana uchipingudza mombe unenge uchiidzidzisa kubopwa kusvikira yapfava, yazvijaira.
Kana uchipingudza mombe unenge uchiidzidzisa kubopwa kusvikira yapfava, yazvijaira.
Matomu itambo dzinoshandiswa pakupingudza mabhiza uye pakumaudza zvokuita kana wakagadha.
Kupingudza kugadziridza zvinenge zvichinyorwa kana kutaurwa, nekungopindira uchipa pfungwa dzako.
Kana ukapingudza munhu anozikanwa nenyaya yekupenga chaizvo, unenge waita kuti arege kukupopotera chero wamukanganisira.
Kana ukapingudza munhu unenge wamudavira iye achiri pakati pekutaura zvaanoda. Pachivanhu, kana ukapingudza munhu achitaura, unenge uchitaridza kuti zvaanotaura hazvina kukosha kana kuti hazvigutsi.
Kupingudza kugadziridza zvinenge zvichinyorwa kana kutaurwa, nekungopindira uchipa pfungwa dzako.
-dhambisa
Duramazwi
01 / 03pingura
Kupingura munhu kumusvora kana kumutuka zvikuru.
VerengaSwipe for the next word