KwaunobvaDuramazwiPpinginu

Duramazwi

pinginu

Zvinoreva

Kuti pinginu kutsvaga mushonga unonzi unorwisa mushonga wakashata, unenge wamwayiwa pamusha kana kuti wapiwa munhu.

1

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pinginuka

Kupinginuka kunonzi kushayiswa basa kunoita mushonga wakashata nomumwewo wakasimba kuupfuura, unenge wazosh andiswa kuti uurwise.

Verenga

Swipe for the next word