KwaunobvaDuramazwiPpingi

Duramazwi

pingi

pink

Zvinoreva

Pingi ruvara rwuri pakati petsvuku nechena.

1

Pingi ruvara rwuri pakati petsvuku nechena.

Pingi ruvara rwuri pakati petsvuku nechena.

Uyu muti une makwande akaserera egireyi, unoita maruva epingi akada kufanana neemujakaranda.

Gwebwa muti unomonera pane umwe muti uchiita maruva epingi.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pingidza

Kana uchipingidza unenge uchitadzisa munhu kuita zvaanga akaronga.

Verenga

Swipe for the next word