KwaunobvaDuramazwiPpindurudza

Duramazwi

pindurudza

-pfunungura

Zvinoreva

Kupindurudza chinhu kuchiita kuti divi ranga riri kunze riende mukati, ranga riri mukati riende kunze.

1

Kupindurudza chinhu kuchiita kuti divi ranga riri kunze riende mukati, ranga riri mukati riende kunze.

Kushandukura kupindurudza chinhu, kunyanya chokupfeka, kunze kuchipinda mukati.

Kupindurudza chinhu kuchiita kuti divi ranga riri kunze riende mukati, ranga riri mukati riende kunze.

Kuti funyungu kupindurudza chinhu chakaita sechipfeko nokukasira, uchiita kuti mukati macho muende kunze.

Zvakafanana

-pfunungura

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pinga

Pinga chipuka chakada kufanana nembeva asi chakati kurei, chinowanzofarira kugara muguru, chinodya matamba nechibage.

Verenga

Swipe for the next word