Duramazwi · chiito
pindura
reply · reply; answer
Duramazwi · chiito
reply · reply; answer
Kushandura mativi.
Kushandura mativi.
Kukanga chokudya kuchipindura-pindura chiri mupani kana mupoto kana pamwe-wo, chichitsviririra.
Kungarangatsa maziso kuatambisa-tambisa uchiapindura- pindura.
Kupindura chinhu kuchiita kuti divi ranga riri pasi riende pamusoro, ranga riri pamusoro riende pasi.
Kupindura kupa mhinduro kana kuti kudavira zvaunenge wabvunzwa.
Kupindura kuita kuti change chiri pamusoro chiende pasi, uye change chiri pasi chichienda pamusoro.
Akapindura muriwo kuti uibve wose.
Kana mombe dzakasungwa dzikapindura dzinenge dzapiringishana dzatarisa mativi akasiyana idzo dziri pajoki rimwe.
-shandura · -davidza
Duramazwi
01 / 03pindurudza
Kupindurudza chinhu kuchiita kuti divi ranga riri kunze riende mukati, ranga riri mukati riende kunze.
VerengaSwipe for the next word