KwaunobvaDuramazwiMmhinduro

Duramazwi · zita

mhinduro

answer · solution · unanswerable

davidzoshanduromupinduro

Zvinoreva

Mhinduro chinhu chi-nyorwa kana nhaurwa inenge ichidavidza zvinenge zvabvunzwa kana kukumbirwa.

1

Mhinduro chinhu chi-nyorwa kana nhaurwa inenge ichidavidza zvinenge zvabvunzwa kana kukumbirwa.

Ini ndini ndega ndaingove nemibvunzo hobho yandaizvibvunza but mhinduro ndichiishaya.

Mibvunzo yese yaaizvibvunza hapana kana umwe chete waakawanira mhinduro.

Ndakazvibvunza mubvunzo uyu but mhinduro ndiyo yandakashaya.

2

Mhinduro kudeerwa kwezvichemo zvaunenge waudza Mwari kana midzimu. Nguva dzose mhinduro yaMwari inononoka.

Zvakafanana

davidzo · shanduro · mupinduro

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhindya

Mhindya rutanda nekamukosi kanobata riva kuti rimire rakarerekera panenge pakateyewa mbeva kana shiri.

Verenga

Swipe for the next word