Duramazwi
Zvinoreva
Kupindura kana munhu adaidzwa (to answer/respond).
1
Kupindura kana munhu adaidzwa (to answer/respond).
Mamoyo haana kudaira zvainyatso nzwika akangoti nezwi repasi "Mhaaaaa" achibva auya.
Tadiwa haana kukwanisa kudaira yakange yangova misodzi yoga yoga.
Vamhofu Havana kudaira vakangotungamira voenda kwaiva namaimhofu.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dairira
Kupindura pachinzvimbo chemumwe (to answer for someone).
VerengaSwipe for the next word