KwaunobvaDuramazwiDdaidzira

Duramazwi · chiito

daidzira

shout

Zvinoreva

Kutaura nezvi riri pamusoro.

1

Kutaura nezvi riri pamusoro.

Chidaidzira mazita ava iwe nokuti ndiwe une izwi guru.

Iri izwi rinoshandiswa kudaidzira kuimbwa dzako kuti dzitandanise mhuka dziibate.

Kana uchidoma unenge uchitaura mazita ezvinhu kana kudaidzira zvakanyorwa.

2

Kana uchidaidzira unenge uchidudza mashoko nezwi riri pamusoro kuti vari kure vazvinzwe.

3

Kana munhu achidaidzira anenge achibvisa muripo kuvabereki vemusikana waakatizisa senzira yekuvazivisa kuti ndiye ane mwana wavo.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

daira

Kupindura kana munhu adaidzwa (to answer/respond).

Verenga

Swipe for the next word