KwaunobvaDuramazwiDdai ne-

Duramazwi

dai ne-

Zvinoreva

Ichi chivakiso chedudzirachiito chinoshandiswa kuratidza kufanana kwezvinhu.

1

Ichi chivakiso chedudzirachiito chinoshandiswa kuratidza kufanana kwezvinhu.

Kana uchinyanya kudya zvinhu zvakadai nezvihwitsi nemakeke mazino ako anokurumidza kuora.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word