Duramazwi
sokuti
seem
Duramazwi
seem
Kufanana nechimwe chataurwa.
Kufanana nechimwe chataurwa.
Usashandure mavara pakunyora, sokuti pachinhambo chokuti tsamba, iwe woti stamba.
Nzira yekutanga: kushandisa izwi, sokuti: Izwi Nyoka Tsumo: Nyoka huru haizvirume.
Nyaudzirwa dziri pasi penhatu padzitsi izwi rinofanira kubatana sokuti mukatikati.
Duramazwi
01 / 03somana
Kana vanhu vakasomana vanenge vakwikwidzana kwenguva refu, asi pasina anganzi ndiye akunda kana kukundwa.
VerengaSwipe for the next word