KwaunobvaDuramazwiDdakadza

Duramazwi

dakadza

Zvinoreva

Kana zvinhu zvichidakadza zvinenge zvichiita kuti unzwe kusununguka kana kufaranuka.

1

Kukunda bvunzo zvinhu zvinodakadza chaizvo.

Kana zvinhu zvichidakadza zvinenge zvichiita kuti unzwe kusununguka kana kufaranuka.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word