Duramazwi · zita
mufaro
bliss · delight · mirth · excitement · happiness · joy · pleasure
Duramazwi · zita
bliss · delight · mirth · excitement · happiness · joy · pleasure
Mufaro manyawi anonzwika nemunhu kana zvinhu zvichimufambira zvakanaka kana kuti kana pane chakanaka chinenge chaitika.
Mufaro manyawi anonzwika nemunhu kana zvinhu zvichimufambira zvakanaka kana kuti kana pane chakanaka chinenge chaitika.
Kutaura chokwadi iyi nhau yaive yakutovashaisa mufaro sekutamba.
Kwaive kusati kwambodoka but mufaro ndaive ndisina.
Ndaishaya kuti kurova kwayo waive mufaro here kana kutya nekuti kutaura chokwadi ndaitoshuvirawo hukama hwakasimba kubva kumasisters angu.
Duramazwi
01 / 03mufaruta
Mufaruta muti unobereka vana vatsvuku uye une makwande anoshandiswa kupfavisa matehwe.
VerengaSwipe for the next word