Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mufaruta muti unobereka vana vatsvuku uye une makwande anoshandiswa kupfavisa matehwe.
1

Zvakafanana
goramaru · mupindura · katiya
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mufaso
Mufaso muchina wose zvawo unoshandiswa namaoko.
VerengaSwipe for the next word