KwaunobvaDuramazwiMmufemberi

Duramazwi · zita

mufemberi

Zvinoreva

Mufemberi munhu anoudza vamwe zvinhu zvichaitika panguva inotevera.

1

Mufemberi munhu anoudza vamwe zvinhu zvichaitika panguva inotevera.

Zvisingarevi kuti ndiri muroyi or mufemberi but chitoriwo Chipo changu chandakapiwa naMwari.

Mufemberi munhu anoudza vamwe zvinhu zvichaitika panguva inotevera.

Muvukwa munhu anoenda kunovhunzira kumufemberi.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mufere

Mufere muti unodyarwa uchikura wakatambarara, unobereka vana vanonzi mashamba, vanobikiswa nhopi kana kupihwa mombe.

Verenga

Swipe for the next word