Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mufere muti unodyarwa uchikura wakatambarara, unobereka vana vanonzi mashamba, vanobikiswa nhopi kana kupihwa mombe.
1

Zvakafanana
mushamba · manyani · rushamba · muzhambarare · mu-zwere
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mufero
Mufero mukomana kana jaya rinenge rakanyatsopfeka zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word