KwaunobvaDuramazwiMmuporofita

Duramazwi · zita

muporofita

prophet

Zvinoreva

Uyu munhu anonzi anogona kufembera nekutaura zvido zvaMwari.

1

Uyu munhu anonzi anogona kufembera nekutaura zvido zvaMwari.

Sei pasina kana muporofita mumwe chete akagara afembera kuti kucha-uya mukondombera?

Muporofita akaita bidi kubata nyanga yaiva nomushonga.

Kubatwa kunangwa uroyi nomunhu akaita sen'anga kana muporofita.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mupositori

Uyu mumwe wevanhu vanopinda imwe yemachechi anotevedzera dzidziso yaJesu uye vanowanzopfeka nguo chena. Johane Marange ndiye mupositori akatanga imwe chechi huru yechipositori, inodaidzwa nezita rake.

Verenga

Swipe for the next word