KwaunobvaDuramazwiMmupositori

Duramazwi · zita

mupositori

Zvinoreva

Uyu mumwe wevanhu vanopinda imwe yemachechi anotevedzera dzidziso yaJesu uye vanowanzopfeka nguo chena. Johane Marange ndiye mupositori akatanga imwe chechi huru yechipositori, inodaidzwa nezita rake.

1

Akaita zvokugunda vhudzi rangu, zvokuti vanhu votofunga kuti ndiri mupositori wekwaMarange.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muposo

Muposo mushonga unoteyeswa munhu nemuvengi kuti kana asvika, obva atanga kurwadziwa.

Verenga

Swipe for the next word