KwaunobvaDuramazwiMmuponja

Duramazwi · zita

muponja

Zvinoreva

Muponja mashizha omuriwo, zvikuru womugadheni, unenge wakasungwa pamwe chete wakaita chitsote.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mupono

Mupono kamutsetse kanoita pabhurukwe rechirume kana maoko ehembe, mushure mekunge zvaainwa.

Verenga

Swipe for the next word