Duramazwi02 / 03muponjaMuponja mashizha omuriwo, zvikuru womugadheni, unenge wakasungwa pamwe chete wakaita chitsote.Verenga→
Duramazwi03 / 03muponoMupono kamutsetse kanoita pabhurukwe rechirume kana maoko ehembe, mushure mekunge zvaainwa.Verenga→