KwaunobvaDuramazwiMmuponesi

Duramazwi · zita

muponesi

saviour · savior

Zvinoreva

Mu-Mwario.

1

Mu-Mwario.

Kana munhu achinzi aona chiedza pachiKristu anenge atambira Jesu semuponesi wake.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muponja

Muponja mashizha omuriwo, zvikuru womugadheni, unenge wakasungwa pamwe chete wakaita chitsote.

Verenga

Swipe for the next word