Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mufara munhu akaondoroka, anenge achitaridza kuti anorwara uye kuti muviri wake hauna simba rakawanda.
Mufara inyama yemhuka yakafa yoga.
1

2

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mufarinya
Mujumbuya.
VerengaSwipe for the next word