Duramazwi · zita
rufaro
happiness · joy · happiness; joy
Duramazwi · zita
happiness · joy · happiness; joy
Rufaro mweya wekunakidzwa kunoita munhu kana aita, apiwa kana kunzwa zvinonakidza.
Rufaro mweya wekunakidzwa kunoita munhu kana aita, apiwa kana kunzwa zvinonakidza.
Panguva zhinji maziso ake aibwinya norufaro rwoupenyu, rufaro rwokururama.
Nokudaro mumaziso make makanga musina tsetswa kana rufaro rwoupenyu kana rufaro rwokurarama.
Panoita rufaro kana amai vachipwapwatisa madomasi okubikisa huku.
Duramazwi
01 / 03rufasha
Zvinhu zvinenge zvakawanda panzvimbo.
VerengaSwipe for the next word