Duramazwi · zita
rufimbi
anesthetic
Duramazwi · zita
anesthetic
Rufimbi mushonga unoshandiswa nembavha kuti ibudirire mubasa rayo rokuba.

Rufimbi mushonga unoitisa munhu chiveve kana kumbomukotsirisa, kuti kana ozovhiyiwa kana kubviswa zino, asarwadziwa.

nhindivadzi
Duramazwi
01 / 03rufiro
Rufiro kunyatsozvipira kusimbirira chaunenge uchiita.
VerengaSwipe for the next word