Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ichi ndechi-nokanganisa zvinhu kuti zvisafamba zvakanaka.
1
Ichi ndechi-nokanganisa zvinhu kuti zvisafamba zvakanaka.
Kupasura kusangana nezvimhingamupinyi zvakawanda uchizozvikurira.
Kutsaya-tsaya kuedza kuti zvinhu zvifambire mberi nyangwe zvazvo pachinge paine zvimhingamupinyi zvakawanda.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mhingepinge
Mhingepinge kupindana-pindana nekumonerana-monerana kunowanikwa musango remiti, rine miti mirefu yakatsinhana.
VerengaSwipe for the next word