Duramazwi
Zvinoreva
Chibingamupinyi chiitiko kana chinetso chinokanganisa zvanga zvakarongwa kana kuti zvinotarisirwa.
1

Zvakafanana
chipingaidzo · chidzivaidzo · chikoneso · mhinganidzo
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03ChiBocha
ChiBocha chikamu chebazi remutauro weShona chinotaurwa kunharaunda dzekumabvazuva kwenyika yeZimbabwe.
VerengaSwipe for the next word