Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chikuvadzo chinhu chose chinogona kushandiswa kukanganisa utano hwomunhu kana mhuka. Pfuti chikuvadzo chinoriga chisikwa chipi nechipi pasi pano.
1

Chikuvadzo idambudziko guru rinoita kuti zvinhu zvakakosha zvisaitwa. Kuenda kuchikoro anoda asi chikuvadzo imari.
2

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chikuwa
Nzvimbo inoiswa hari pamba pano ruzivo.
VerengaSwipe for the next word