Duramazwi · zita
chimhingamupinyi
obstacle
Duramazwi · zita
obstacle
[chipingamupinyi, chibingamupinyi, chimhingamupini] Ichi chiitiko kana chimwe chinhu chinovhiringidza munhu pane zvaanenge akaronga.
[chipingamupinyi, chibingamupinyi, chimhingamupini] Ichi chiitiko kana chimwe chinhu chinovhiringidza munhu pane zvaanenge akaronga.
chikangaidzo · tyazo · chipingidzo
Duramazwi
01 / 03chimhovhora
Chimhovhora uswa urefu uye hunenge husati hwanyanyosimba.
VerengaSwipe for the next word