KwaunobvaDuramazwiCchimhepo

Zvinoreva

Chimhepo chirwere chinoita kuti munhu anzwe muviri wake uchipisisa, wozotonhorwazve nguva pfupi inotevera.

1

Mwana ari kurwara nechimhepo, muviri wake unopisa.

Zvakafanana

mhepo · fivha

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chimhingamupinyi

obstacle

Verenga

Swipe for the next word