Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chikuva inzvimbo yakagadzirirwa kurongedzera hari muimba yokubikira. Makarekare midzimu yaipirirwa muimba yokubikira, pedo nechikuva.
1

Kudurikidza kugadzika chinhu pamusoro pechimwe. Mbuya vaTino vaironga hari kuchikuva vachiita zvokudzidurikidza.
Mbatya dzinopfekwa pachikuva kashoma (costume).
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chikuvadzo
Chikuvadzo chinhu chose chinogona kushandiswa kukanganisa utano hwomunhu kana mhuka. Pfuti chikuvadzo chinoriga chisikwa chipi nechipi pasi pano.
VerengaSwipe for the next word