Duramazwi · zita
Zvinoreva
Rukuva inzvimbo inogadzikwa midziyo yomumba, kunyanya hari, poto nendiro.
1
Rukuva inzvimbo inogadzikwa midziyo yomumba, kunyanya hari, poto nendiro.
Rukuva inzvimbo inogadzikwa midziyo yomumba, kunyanya hari, poto nendiro.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rukuvhute
Rukuvhute inhengo yakareburuka soura, inobva nechepakati pedumbu romwana ari mudumbu ichimubatanidza namai vake, pari ipozve paanotora napo chikafu kubva kuna mai.
VerengaSwipe for the next word