Duramazwi · zita
chombo
armament · armor · instrument · missile · weapon
Duramazwi · zita
armament · armor · instrument · missile · weapon
Chombo chinhu chese chinoshandiswa pakurwisa.
Chombo chinhu chese chinoshandiswa pakurwisa.
Kana mbavha ine chombo inonetsa kubata.
Kuchavanga kucheka kana kutema chinhu zvakadzika uchishandisa chombo chinopinza.
Chombo chinhu chinoshandiswa nevanhu kuti vagone kubudirira pane zvimwe zvinhu.
Vakadzi vakashandisa dzidzo sechombo chekuti vagone kubuda muudzvanyiriri hwevanhurume.
Duramazwi
01 / 03chomi
(manje) Chomi munhu wese waunowirirana nokunzwanana naye.
VerengaSwipe for the next word