Duramazwi · zita
chokwadi
actuality · certainty · honestly · positively · reality · sincere · sure · truth · truthful · truthfulness · uncertainly · fact
Duramazwi · zita
actuality · certainty · honestly · positively · reality · sincere · sure · truth · truthful · truthfulness · uncertainly · fact
Chokwadi ndiwo mamiriro chaiwo anenge akaita zvinhu, zvokuti kana kuri kuzvitaura ndiwo mabudiro azvinofanira kuitaWO.
Zvechokwadi.
Chokwadi ndiwo mamiriro chaiwo anenge akaita zvinhu, zvokuti kana kuri kuzvitaura ndiwo mabudiro azvinofanira kuitaWO.
Kumwe kupererwa kwamunoita kwakadaro handisati ndambokuona ini kutaura chokwadi.
Moyo wake wairwadza kuti chokwadi BaTakue kumuramba kuti vadanane neshamwari yake.
Vaingozvishingisa havo semunhu mukuru but chokwadi chaicho ndechekuti vairwadziwa.
Zvechokwadi.
Chokwadi zvainzwisa tsitsi nekuti vairatidza kuti basa ravo vairida.
Chokwadi mama kungoti musoro mazuva maviri kwakutofa here munhu aive akangozvisimbira kudaro?.
Kutaura chokwadi apa ndipo pandakanyatsoona hutsinye hwasisi Noku.
gusve · zvirokwazvo
Duramazwi
01 / 03chombo
armament
VerengaSwipe for the next word