Duramazwi · zita
idi
sincerity
Duramazwi · zita
sincerity
Kana munhu achitaura idi anenge achitaura chokwadi chezvazviri.
Kana munhu achitaura idi anenge achitaura chokwadi chezvazviri.
Akataura idi kuti achadzoka nokuno, tikatozomuonawo manheru acho.
Kwainge kumutyisidzirawo havo kuti ndokurova asi idi hapana chavaigona kumuita.
Asi idi BaTakue vainge vasina hurongwa hwefuture yemunhu wavanenge vachidanana naye.
Duramazwi
01 / 03ido
Ido muchero unoberekwa nomuti unonzi mudo.
VerengaSwipe for the next word