KwaunobvaDuramazwiIidya

Duramazwi · zita

idya

Zvinoreva

Idya itsinga huru yomuviri kubvira pabvi kusvika muchiuno.

1

Idya itsinga huru yomuviri kubvira pabvi kusvika muchiuno.

Kana wadya imbwa idya iri hono.

Idya itsinga huru yomuviri kubvira pabvi kusvika muchiuno.

Akafunga kuti nemadiro avanoita kudya vese haaimbotadza kuidya chete.

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

idyo

Idyo kugara munhu achingodya.

Verenga

Swipe for the next word