Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana zvinhu zvichinzi ndezvemazvirokwazvo zvinenge zvechokwadi, pasina kunyepa.
1
Kana zvinhu zvichinzi ndezvemazvirokwazvo zvinenge zvechokwadi, pasina kunyepa.
Iri izwi rinoshandiswa nomunhu kutaridza kuti ari kutaura zvamazvirokwazvo.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mazvita
Iri izwi raunoshandisa pakutenda zvaunenge waitirwa, raunogona kutaura uchiuchira.
VerengaSwipe for the next word