Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ane mazvimbiswa anenge achikasira kana kunyanya kufutunuka panzvimbo yaanenge akuvara.
1

Arumwa ziso neigo rikavharika nokuda kwemazvimbiswa.
Kana munhu achinzi ane mazvimbiswa anenge achikasira kana kunyanya kufutunuka panzvimbo yaanenge akuvara.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mazvirokwazvo
Kana zvinhu zvichinzi ndezvemazvirokwazvo zvinenge zvechokwadi, pasina kunyepa.
VerengaSwipe for the next word